Johane 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Ƃasa raMŋari ndiro, kuti mutende kunaiye waakatuma. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akapindura, akati kwavari, “Basa raMwari ndiro, kuti mutende kuna iye waakatuma.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akapindura akati, “Basa raMwari nderiri: kuti mutende kuna iye waakatuma.” Ver Capítulo |