La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino ʋakati ʋamuwana mhiri kweguŋgwa, ʋakati kwaari: Rabi, maʋuya pano riniko?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano riniko?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakati vamuwana ari mhiri kwegungwa vakamubvunza vakati, “Rabhi, makauya kuno riniko?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:25

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios