Johane 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋakati ʋaguta, akati kuʋadzidzi ʋake: Ʋuŋganidzai ɀimeɗu ɀakasara, kuti kurege kurashika cinhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vakati vaguta, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvakasara, kuti zvirege kurasika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakati vadya vose, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvose zvasara. Musarega zvichiraswa.” Ver Capítulo |