Johane 5:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Saka ʋaJuda ʋakatambudza Jesu, nokuti wakaɀiita iɀoɀo nesaɓata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Saka vaJudha vakatambudza Jesu, nokuti wakazviita izvozvo neSabata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka nokuda kwokuti Jesu akanga achiita zvinhu izvi nomusi weSabata, vaJudha vakamutambudza. Ver Capítulo |