Johane 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino munhu uyo akandoʋudza ʋaJuda, kuti ndiJesu wakamuporesa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino munhu uyo akandoudza vaJudha, kuti ndiJesu akamuporesa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Murume akabva akaenda akandoudza vaJudha kuti ndiJesu akanga amuporesa. Ver Capítulo |