La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 4:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Ici ndico ciratidzo cecipiri cakaitwa naJesu, abva Judea, aȿika Garirea.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva Judhea, asvika Gariria.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

54 Ichi ndicho chakanga chiri chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva kuJudhea ava kuGarirea.

Ver Capítulo Copiar




Johane 4:54

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios