Johane 4:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Wakati acaɓuruka, ʋaranda ʋake ʋakasoŋgana naye, ʋakati: Mŋana wenyu mupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200251 Akati achaburuka, varanda vake vakasangana naye, vakati, “Mwana wenyu mupenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Achiri munzira varanda vake vakasangana naye namashoko okuti mukomana akanga apora. Ver Capítulo |