La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 4:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Nokuti Jesu amene wakapupura, kuti muprofita haakudzwi munyika yake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Nokuti Jesu amene akapupura, kuti muporofita haakudzwi munyika yake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Zvino Jesu pachake akanga ambopupura kuti muprofita haakudzwi munyika yokwake.

Ver Capítulo Copiar




Johane 4:44

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios