Johane 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo mukadzi akasiya ciroŋgo cake, akaenda muguta, akati kuʋanhu: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akaenda muguta, akati kuvanhu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo, asiya chirongo chake, mukadzi akadzokera kuguta akandoti kuvanhu, Ver Capítulo |