Johane 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Nikodhimasi akati kwaari, “Ko iye munhu angazvarwe sei iye avamukuru, anogona here kupinda kechipiri munhumbu maamai vake achizozvarwa?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nikodimo akati kwaari: Munhu uŋgagoɓerekwa seiko aʋa mukuru? Uŋgapinda ɀe muɗumbu ramai ʋake rwecipiri, akaɓerekwa here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Nikodhimo akati kwaari, “Munhu angagoberekwa seiko ava mukuru? Angapindazve mudumbu ramai vake rwechipiri, akaberekwa here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nikodhimasi akati kwaari, “Ko iye munhu angazvarwe sei iye avamukuru, anogona here kupinda kechipiri munhumbu maamai vake achizozvarwa?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nikodhimasi akabvunza akati, “Munhu angaberekwa seiko iye ava mukuru? Zvirokwazvo haangagoni kupinda mudumbu ramai vake kechipiri kuti aberekwe patsva!” Ver Capítulo |