La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Asi unoita ɀokwaɗi, unoʋuya paciedza, kuti maɓasa ake aʋonekwe, kuti akaitwa munaMŋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Asi anoita chokwadi, anouya kuchiedza, kuti mabasa ake aonekwe, kuti akaitwa muna Mwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi ani naani anorarama muchokwadi anouya muchiedza, kuitira kuti zvaakaita zvionekwe pachena kuti zvakaitwa kubudikidza naMwari.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 3:21

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios