La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 2:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios