La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Wakaŋga asiŋgatȿaki kuti munhu mumŋe apupure ɀomunhu; nokuti wakaŋga aciziʋa iye ɀiri mumunhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akanga asingatsvaki uchapupu hwomunhu pamusoro pomunhu nokuti akanga achiziva zvakanga zviri mumunhu.

Ver Capítulo Copiar




Johane 2:25

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios