La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino ʋaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Uŋgatiratidza ciratidzo ceiko, ɀaunoita ɀinhu iɀoɀo?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Ungatipa chiratidzo chipi chingatiradza pachena kuti unoita zvinhu izvi zvose nesimba ripi?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 2:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios