Johane 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira kuti kwakanyorwa, kucinzi: Kushiŋgairira imba yenyu kucandipedza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” Ver Capítulo |