Johane 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Shure kwaiɀoɀo wakaɓurukira Kapernaume, iye namai ʋake naʋanuŋuna, naʋadzidzi ʋake; akagara’po mazuʋa mashomanene. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Shure kwaizvozvo akaburukira Kapenaume, iye namai vake navanun'una, navadzidzi vake; akagarapo mazuva mashomanane. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Shure kwaizvozvo akaburuka akaenda kuKapenaume namai vake, navanunʼuna vake uye navadzidzi vake. Vakagara ikoko kwamazuva mashoma. Ver Capítulo |