Johane 1:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Ramangwana rachozve Johani akanga amire navadzidzi vake vaviri; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Aʋa maŋgwana ɀe Johane wakaŋga amire naʋadzidzi ʋake ʋaʋiri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Ava mangwanazve Johani akanga amire navadzidzi vake vaviri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ramangwana rachozve Johani akanga amire navadzidzi vake vaviri; Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Chifume chamangwana Johani akanga aripozve navadzidzi vake vaviri. Ver Capítulo |