Johane 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Aʋa maŋgwana wakaʋona Jesu aciʋuya kwaari, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari, rinobvisa ɀiʋi ɀenyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ramangwana acho, Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarisai muone hwayana yaMwari inobvisa chitadzo chapasi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Chifume chamangwana Johani akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarirai, Gwayana raMwari, rinobvisa chivi chenyika! Ver Capítulo |