Johane 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Akataura pachena; haana kuvanza; akataura pachena achiti, “Ini handisini Kristu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akatenda pacena, haana‐kuramba, akatenda pacena, aciti: Handizi Kristu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Akatenda pachena, haana kuramba, akatenda pachena, achiti, “Handisi Kristu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akataura pachena; haana kuvanza; akataura pachena achiti, “Ini handisini Kristu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Haana kurega kupupura, asi akanyatsopupura pachena achiti, “Handisini Kristu.” Ver Capítulo |