La Biblia Online

- Anuncios -




Joere 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi Juda ʋacaʋa’po nokusiŋgaperi, ʋuye Jerusarema kuȿikira kumarudzi namarudzi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi, uye nomuJerusarema kusvikira kuzvizvarwa zvose.

Ver Capítulo Copiar




Joere 3:20

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios