Joere 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Dzinotarisika samabhiza, dzichimhanya samabhiza ehondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Pakuʋonekwa kwaʋo ʋakafanana namabiza; saʋataȿi ʋamabiza, ndiko kumhanya kwaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Pakuonekwa kwavo vakafanana namabhiza; savatasvi vamabhiza, ndiko kumhanya kwavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Dzinotarisika samabhiza, dzichimhanya samabhiza ehondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pakuonekwa kwadzo dzakaita samabhiza; dzinomhanya samabhiza ehondo. Ver Capítulo |