Joere 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Muchadya zvakawanda zvokutoguta muchirumbidza zita raTENZI, Mwari wenyu anenge akuitirai zvishamiso. Nezvo vanhu vangu havazofa vakanyadziswazve. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mucadya ɀakawanda, mukaguta, mukarumbidza zita raJehova Mŋari wenyu, wakakuitirai ɀinoshamisa; ʋanhu ʋaŋgu haʋaŋgatoŋgonyadziswi nokusiŋgaperi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Muchadya zvakawanda, mukarumbidza zita raJehovha Mwari wenyu, wakakuitirai zvinoshamisa; vanhu vangu havangatongonyadziswi nokusingaperi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Muchadya zvakawanda zvokutoguta muchirumbidza zita raTENZI, Mwari wenyu anenge akuitirai zvishamiso. Nezvo vanhu vangu havazofa vakanyadziswazve. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Muchava nezvokudya zvakawanda kusvikira maguta, ipapo mucharumbidza zita raJehovha Mwari wenyu, uyo akakuitirai zvishamiso; vanhu vangu havachazonyadziswi zvakare. Ver Capítulo |