La Biblia Online

- Anuncios -




Joere 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 TENZI akaburitsa izwi rake mberi kwehondo yake nokuti hondo yake igurusvusvu guru kwazvo anoita zvinhu zvaanenge areva, ane simba nokuti zuva raTENZI izuva guru rinotyisa kwazvo. Ndiani angaritirire?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Jehova unoɓuɗisa inzwi rake pamberi pehondo yake, nokuti hondo yake ihuru kwaɀo; nokuti muiti weɀaakataura unesimba; nokuti zuʋa raJehova iguru, rinotyisa kwaɀo, ndianiko uŋgatsuŋga naro?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Jehovha anobudisa izwi rake pamberi pehondo yake, nokuti hondo yake ihuru kwazvo; nokuti muiti wezvaakataura une simba; nokuti zuva raJehovha iguru, rinotyisa kwazvo, ndianiko angatsunga naro?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 TENZI akaburitsa izwi rake mberi kwehondo yake nokuti hondo yake igurusvusvu guru kwazvo anoita zvinhu zvaanenge areva, ane simba nokuti zuva raTENZI izuva guru rinotyisa kwazvo. Ndiani angaritirire?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Jehovha anoomba, ari pamberi pehondo yake; mauto ake haaverengeki, uye vane simba ndivo vanoteerera kurayira kwake. Zuva raJehovha iguru; rinotyisa kwazvo. Ndiani angamira musi waro?

Ver Capítulo Copiar




Joere 2:11

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios