Joere 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Rwaparadza migirepisi yangu rukatsemura-tsemura mikuyu yangu. Rwakayikwatura ganda rayo rukarikanda pasi, matavi ayo akati ngwerewere kuchena. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Rwakaparadza muzambiriŋga waŋgu, nokuvuna muʋonde waŋgu; rwakauȿuʋura kwaɀo, nokuuwisira pasi; mataʋi awo aceneswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Rwakaparadza muzambiringa wangu, nokuvhuna muonde wangu; rwakausvuura kwazvo, nokuuwisira pasi; matavi awo acheneswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rwaparadza migirepisi yangu rukatsemura-tsemura mikuyu yangu. Rwakayikwatura ganda rayo rukarikanda pasi, matavi ayo akati ngwerewere kuchena. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Rwakaparadza mizambiringa yangu yose, rukaparadza mionde yangu yose. Rwakasvuura makwati ose emiti, rukaarasira kure, ndokusiya mapazi awo achena kuti mbe-e. Ver Capítulo |