Genesi 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Akanwa waini akararadza akarara mutendhe rake asina kupfeka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 akanwa waini, akaɓatwa, akaɀifukura mutente rake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 akanwa waini, akabatwa, akazvifukura mutende rake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akanwa waini akararadza akarara mutendhe rake asina kupfeka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati anwa imwe yewaini yawo, akadhakwa uye akavata akashama mutende rake. Ver Capítulo |