Genesi 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanakomana ʋaNoa ʋakaɓuɗa muareka ndiʋaʋa: Shemi, naHami, naJafeti; Hami ndiye ɓaɓa ʋaKanani. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu naJafeti. (Hamu akanga ari baba vaKenani.) Ver Capítulo |