La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ipapo akabururusa njiʋa paakaŋga ari, kuti aʋone kana mvura yaserera panyika;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ipapo akabhururutsa njiva paakanga ari, kuti aone kana mvura yaserera panyika;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo akatuma njiva kuti aone kana mvura yakanga yaserera kubva pamusoro penyika.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 8:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios