La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 nemhuka dzose, neɀinokambaira ɀose, neshiri dzose, neɀose ɀinofamba panyika, namarudzi aɀo, ɀakaɓuɗa paareka.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 nemhuka dzose, nezvinokambaira zvose, neshiri dzose, nezvose zvinofamba panyika, namarudzi azvo, zvakabuda paareka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mhuka dzose nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika neshiri dzose, zvinhu zvose zvinofamba panyika, zvakabuda muareka, rudzi ruchitevera rumwe.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 8:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios