La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 7:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios