Genesi 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀakapinda kunaNoa muareka, ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀeɀipenyu ɀose ɀinomŋeya woʋupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvakapinda kuna Noa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zviviri zviviri pazvisikwa zvose zvino upenyu mazviri zvakauya kuna Noa zvikapinda muareka. Ver Capítulo |