Genesi 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akaɀidemba pamsoro pokuita kwake ʋanhu panyika, akaʋa neshuŋgu pamŋoyo pake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jehovha akazvidemba kuti akanga aita munhu panyika, uye mwoyo wake wakazara nokurwadziwa. Ver Capítulo |