Genesi 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Tenzi akati, “Handichabvumiri kuti mweya wangu uri mumunhu ugare maari nokusingaperi nokuti munhu ndowenyama, anofa. Saka haachagara panyika nguva inodarika zana ramakore rina makore makumi maviri.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Jehova akati: Mŋeya waŋgu hauŋgarambi ucigara mumunhu nokusiŋgaperi, ɀaari wenyama ʋo hake; naiɀoɀo mazuʋa ake acaʋa makore anezana namakumi maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, zvaari wenyamawo hake; naizvozvo mazuva ake achava makore ane zana namakumi maviri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi akati, “Handichabvumiri kuti mweya wangu uri mumunhu ugare maari nokusingaperi nokuti munhu ndowenyama, anofa. Saka haachagara panyika nguva inodarika zana ramakore rina makore makumi maviri.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, nokuti inyama; mazuva ake achava makore zana namakumi maviri.” Ver Capítulo |