Genesi 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Pamhando yoga yoga yezvinhu zvose zvipenyu unotora zviviri, chikono nechikadzi uende nazvo mungarava zvirarame pamwechete newe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Napaɀipenyu ɀose ɀenyama uise muareka ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀamarudzi ose, kuti ɀirarame pamŋe cete newe; ngaɀiʋe mukono nehadzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Napazvipenyu zvose zvenyama uise muareka zviviri zviviri zvamarudzi ose, kuti zvirarame pamwechete newe; ngazvive mukono nehadzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pamhando yoga yoga yezvinhu zvose zvipenyu unotora zviviri, chikono nechikadzi uende nazvo mungarava zvirarame pamwechete newe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Unofanira kuisa muareka zviviri zviviri pazvisikwa zvipenyu zvose, chikono nechikadzi, kuti zvirarame pamwe chete newe. Ver Capítulo |