La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nyika yakaŋga yakaʋora pamberi paMŋari, nyika yakaŋga izere nokumanikidzana.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nyika yakanga yakaora pamberi paMwari, nyika yakanga izere nokumanikidzana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino nyika yakanga yaora pamberi paMwari uye yakanga yazara nokurwisana.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 6:11

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios