Genesi 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Noa akaɓereka ʋanakomana ʋatatu, ʋaiti: Shemi, naHami, naJafeti. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Noa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Noa akanga ana vanakomana vatatu vaiti: Shemu, Hamu naJafeti. Ver Capítulo |