Genesi 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋotaŋga kuwanda panyika, ʋaciɓerekerwa ʋanasikana, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vanhu vakati votanga kuwanda panyika, vachiberekerwa vanasikana, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Vanhu vakati vatanga kuwanda panyika uye vanasikana vakaberekwa kwavari, Ver Capítulo |