La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 50:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Josefi akaviga baba vake ndokudzokera kuIjipiti pamwechete nehama dzake navose vakanga vaenda naye.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Josefa wakati aʋiga ɓaɓa ʋake, akadzokera Egipita, iye naʋakoma ʋake, naʋose ʋakaŋga ʋakwira naye kundoʋiga ɓaɓa ʋake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Josefa akati aviga baba vake, akadzokera Ijipiti, iye navakoma vake, navose vakanga vakwira naye kundoviga baba vake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Josefi akaviga baba vake ndokudzokera kuIjipiti pamwechete nehama dzake navose vakanga vaenda naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Shure kwokuvigwa kwababa vake, Josefa akadzokera kuIjipiti, pamwe chete namadzikoma ake navamwe vose vakanga vaenda naye kundoviga baba vake.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 50:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios