Genesi 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Saka ose pamwechete, Seti akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore gumi namaviri ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 mazuʋa ose aSeti akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe negumi namaʋiri, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 mazuva ose aSeti akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi namaviri, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka ose pamwechete, Seti akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore gumi namaviri ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pamwe chete, Seti akararama kwamakore mazana mapfumbamwe negumi namaviri, uye ipapo akafa. Ver Capítulo |