La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Mazuʋa ose aRameki akaŋga ari makore anamazana manomŋe namakumi manomŋe namanomŋe, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Mazuva ose aRameki akanga ari makore ana mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Pamwe chete, Rameki akararama kwamakore mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, uye ipapo akafa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 5:31

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios