Genesi 5:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Rameki wakagara makore anezana namakumi masere namaʋiri; akaɓereka mŋanakomana; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Rameki wakagara makore ane zana namakumi masere namaviri; akabereka mwanakomana; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Rameki akati ararama kwamakore zana namakumi masere namaviri, akabereka mwanakomana. Ver Capítulo |