La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 mazuʋa ose aEnoshi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namashanu, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 mazuva ose aEnoshi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namashanu, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Pamwe chete, Enoshi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 5:11

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios