Genesi 49:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Zvokudya zvaAsheri zvichava zvakakora; achauya nezvinonaka zvakafanira madzimambo. Ver Capítulo |