Genesi 49:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Paanoona nzvimbo yake yokuzorora kuti yanaka sei uye kuti nyika yake inofadza sei, acharerekera pfudzi rake kumutoro uye achava mubatiri wechibharo. Ver Capítulo |