La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 49:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Tsvimbo youshe haizobvi pana Judha. Haazotorerwa nyembe youmambo, kusvikira muridzi wenyembe asvika. Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuteerera.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Tȿimbo yoʋushe haiŋgabvi kunaJuda, Kana muɗonɀo womuɓati pakati petsoka dzake, Kuȿikira Shiro aʋuya; Ndudzi dzose dzaʋanhu dzicamuerera iye.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Tsvimbo youshe haingabvi kuna Judha, Kana mudonzvo, womubati pakati petsoka dzake, Kusvikira Shiro auya; Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuerera iye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Tsvimbo youshe haizobvi pana Judha. Haazotorerwa nyembe youmambo, kusvikira muridzi wenyembe asvika. Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuteerera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Tsvimbo youshe haingabvi kuna Judha, uye mudonzvo womutongi pakati pamakumbo ake, kusvikira asvika kumuridzi wawo, uye kuteerera kwendudzi ndokwake.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 49:10

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios