Genesi 48:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Jakobo akati kunaJosefa: Mŋari wamasimba ose wakaɀiratidza kwandiri paRuzi, panyika yeKanani, akandiropafadza, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari waMasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari Wamasimba Ose akazviratidza kwandiri paRuzi munyika yeKenani, uye akandiropafadza ipapo, Ver Capítulo |