Genesi 48:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Josefa wakati aciʋona kuti ɓaɓa ʋake ʋaisa ruʋoko rwaʋo rworudyi pamusoro waEfraimi, haɀina‐kumufadza, akaɓata ruʋoko rwaɓaɓa ʋake, kuti arubvise pamusoro waEfraimi, aruise pamusoro waManase. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Josefa akati achiona kuti baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza, akabata ruoko rwababa vake, kuti arubvise pamusoro waEfuremu, aruise pamusoro waManase. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Josefa paakaona baba vake vachiisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu haana kufadzwa nazvo; saka akabata ruoko rwababa vake kuti arubvise pamusoro waEfuremu aruise pamusoro waManase. Ver Capítulo |