Genesi 48:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Handina kufunga kuti ndichazokuonazwe. Asi Mwari akandibatsira ndikatoonawo navana vako.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Israeri akati kunaJosefa: Handina‐kufuŋga kuti ndicaʋona ciso cako ɀe, ɀino tarira, Mŋari wakandiʋonesa naʋana ʋako ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Isiraeri akati kuna Josefa, “Handina kufunga kuti ndichaona chiso chakozve, zvino tarira, Mwari akandionesa navana vakowo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Handina kufunga kuti ndichazokuonazwe. Asi Mwari akandibatsira ndikatoonawo navana vako.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Israeri akati kuna Josefa, “Handina kumbofunga kuti ndichaona chiso chakozve, uye zvino Mwari anditendera kuti ndione vana vakowo.” Ver Capítulo |