Genesi 47:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Josefi akazoenda nababa vake Jakobho kundovaratidza kuna mambo Farao. Jakobho akakomborera Farao achimukwazisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Josefa akapinda naJakobo, ɓaɓa ʋake, akaʋaisa pamberi paFarao; Jakobo akaropafadza Farao. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Josefa akapinda naJakobho, baba vake, akavaisa pamberi paFarao; Jakobho akaropafadza Farao. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Josefi akazoenda nababa vake Jakobho kundovaratidza kuna mambo Farao. Jakobho akakomborera Farao achimukwazisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akapinza baba vake Jakobho akavaendesa pamberi paFaro. Shure kwokuropafadzwa kwaFaro naJakobho, Ver Capítulo |