La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 47:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Saizvozvo vakauya nezvipfuwo zvavo zvaiti mabhiza nehwai nemombe namadhongi kuna Josefi, Josefi akavapawo zvokudya. Naizvozvo akakwanisa kuvapa zvokudya gore iroro rose achitsinhanisana navo nezvipfuwo zvavo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino ʋakaʋuya kunaJosefa neɀipfuwo ɀaʋo; Josefa akaʋapa ɀokudya, ʋacitsinhanha namabiza, namakwai, neŋombe, nemboŋgoro; akaʋararamisa neɀokudya, ʋacitsinhanha neɀipfuwo ɀaʋo ɀose gore irero.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino vakauya kuna Josefa nezvipfuwo zvavo; Josefa akavapa zvokudya, vachitsinhanha namabhiza, namakwai, nemombe, nembongoro; akavararamisa nezvokudya, vachitsinhanha nezvipfuwo zvavo zvose gore iroro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Saizvozvo vakauya nezvipfuwo zvavo zvaiti mabhiza nehwai nemombe namadhongi kuna Josefi, Josefi akavapawo zvokudya. Naizvozvo akakwanisa kuvapa zvokudya gore iroro rose achitsinhanisana navo nezvipfuwo zvavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Saka vakauya nezvipfuwo zvavo kuna Josefa, uye akavapa zvokudya achitsinhanisa namabhiza avo, makwai nembudzi dzavo, mombe nembongoro dzavo. Uye akavabudisa mugore iro nezvokudya zvokutsinhana nezvipfuwo zvavo zvose.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 47:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios