La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 47:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino pakaŋga pasineɀokudya panyika yose, nokuti nzara yakaŋga iri huru, nyika yeEgipita nenyika yeKanani dzikaziya nenzara.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino pakanga pasina zvokudya panyika yose, nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzikaziya nenzara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kunyange zvakadaro, kwakanga kusina zvokudya munyika yose nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzakaziya nokuda kwenzara.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 47:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios